Vafiripi 3:21 BDMCS

21 uyo ane simba rinomugonesa kuti auyise zvinhu zvose pasi pesimba rake, achavandudza miviri yedu yokuninipisa kuti ifanane nomuviri wake wokubwinya.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 3

Maonero Vafiripi 3:21 akapoteredza