Vafiripi 3:9 BDMCS

9 Uye kuti ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kunobva pamurayiro, asi uko kunouya kubudikidza nokutenda kuri muna Kristu, iko kururama kunobva kuna Mwari uye kuri kwokutenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 3

Maonero Vafiripi 3:9 akapoteredza