Vafiripi 4:15 BDMCS

15 Pamusoro paizvozvo, sezvamunoziva imi vaFiripi, pamazuva enyu okutanga kundiziva nevhangeri, pandakasimuka kubva kuMasedhonia, hakuna kereke yakagovana neni panyaya yokupa nokugamuchira, kunze kwenyu chete;

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:15 akapoteredza