Vafiripi 4:18 BDMCS

18 Ndakagamuchira mubayiro uzere uye kunyange zvizhinji; ndava nezvakakwana, zvino zvandagamuchira kubva kuna Epafrodhito chipo chamakanditumira. Zvakaita sechipiriso chinonhuwira, chibayiro chakafanira, chinofadza Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:18 akapoteredza