Vagaratia 2:1 BDMCS

1 Mushure mamakore gumi namana ndakakwirazve kuJerusarema, panguva iyi ndakanga ndina Bhanabhasi. Ndakaendawo naTito.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 2

Maonero Vagaratia 2:1 akapoteredza