Vagaratia 2:19 BDMCS

19 Nokuti kubudikidza nomurayiro ndakafa kumurayiro kuitira kuti ndiraramire Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 2

Maonero Vagaratia 2:19 akapoteredza