Vagaratia 2:6 BDMCS

6 Kana vari vaya vanonzi vanoremekedzwa, hazvinei kuti vakanga vakadii kwandiri hazvina mutsauko; Mwari haatongi nezvinoonekwa zvokunze, varume ivavo havana chavakawedzera pashoko rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 2

Maonero Vagaratia 2:6 akapoteredza