11 Zviri pachena kuti hapana munhu anoshayirwa mhosva nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Vakarurama vachararama nokutenda.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3
Maonero Vagaratia 3:11 akapoteredza