Vagaratia 3:8 BDMCS

8 Rugwaro rwakaona zviri mberi kuti Mwari aizoruramisa vaHedheni nokutenda, uye rukazivisa zvevhangeri kare kuna Abhurahama kuti, “Ndudzi dzose dzicharopafadzwa kubudikidza newe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:8 akapoteredza