Vagaratia 4:27 BDMCS

27 Nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“Fara iwe mukadzi asingabereki,asingabereki vana;iwe usingarwadziwi nokubereka;nokuti vana vomukadzi akasiyiwa vazhinji kupfuura vouyo ano murume.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:27 akapoteredza