Vagaratia 4:4 BDMCS

4 Asi nguva yakati yazara kwazvo, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nomukadzi, akaberekwa pasi pomurayiro,

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:4 akapoteredza