Vagaratia 4:9 BDMCS

9 Asi zvino zvamava kuziva Mwari, kana kuti munozivikanwa naMwari, seiko mava kudzokera kune zvokuvamba zvisina simba uye zvinonzwisa urombo? Munodazve kuitwa nhapwa nazvo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:9 akapoteredza