17 Nokuti nyama inoshuva zvinopesana noMweya, uye Mweya anopesanawo nezvinoshuviwa nenyama. Izvi zvinorwisana pachazvo, kuti murege kuita zvamunoda.
Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 5
Maonero Vagaratia 5:17 akapoteredza