Vagaratia 5:21 BDMCS

21 nokugodorana; kudhakwa, kutamba kwakaipa, nezvimwe zvakadaro. Ndinokuyambirai, sezvandakamboita kare kuti avo vana mararamiro iwaya havangagari nhaka youmambo hwaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 5

Maonero Vagaratia 5:21 akapoteredza