1 Hama dzangu, kana mumwe akabatwa ari muchivi, imi vari mumweya munofanira kumudzora nounyoro. Asi muzvingwarire pachenyu, kuti murege kuedzwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 6
Maonero Vagaratia 6:1 akapoteredza