Vakorose 1:16 BDMCS

16 Nokuti zvinhu zvose zvakasikwa naye: zviri kudenga nezviri panyika, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, zvigaro zvoushe kana masimba kana vatongi kana vane simba; zvinhu zvose zvakasikwa naye uye zvakasikirwa iye.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 1

Maonero Vakorose 1:16 akapoteredza