Vakorose 1:21 BDMCS

21 Kare makanga muri vatorwa kuna Mwari uye maiva vavengi mupfungwa dzenyu nokuda kwetsika dzenyu dzakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 1

Maonero Vakorose 1:21 akapoteredza