Vakorose 1:9 BDMCS

9 Nokuda kwaizvozvi, kubvira pazuva ratakanzwa nezvenyu, hatina kurega kukunyengetererai uye tichikumbira Mwari kuti akuzadzei nokuziva kuda kwake kubudikidza nouchenjeri hwose hwomweya uye nokunzwisisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 1

Maonero Vakorose 1:9 akapoteredza