Vakorose 2:13 BDMCS

13 Pamakanga makafa muzvivi zvenyu uye nokusadzingiswa kwomunhu wenyu wekare, Mwari akakuitai vapenyu muna Kristu. Akatikanganwira zvivi zvedu zvose,

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 2

Maonero Vakorose 2:13 akapoteredza