Vakorose 2:19 BDMCS

19 Akarasika kubva paMusoro, uyo kubva pauri muviri wose, wakasimbiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nemitezo yawo uye namarunda, unokura sezvinoda Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 2

Maonero Vakorose 2:19 akapoteredza