Vakorose 3:11 BDMCS

11 Apa hapachina muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingisa, mutorwa kana muSitia, nhapwa kana akasununguka, asi Kristu ndiye zvose, uye ari mune zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 3

Maonero Vakorose 3:11 akapoteredza