Vakorose 3:22 BDMCS

22 Varanda, teererai vatenzi venyu vapanyika muzvinhu zvose; uye muzviite, kwete kuti vakuonei chete uye kuti mudikanwe navo, asi nokutendeka kwomwoyo uye nokutya Ishe.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 3

Maonero Vakorose 3:22 akapoteredza