Vakorose 3:5 BDMCS

5 Naizvozvo, urayai zvose zvenyu zvenyika zvinoti: upombwe, netsvina, nokusachena, nokuchiva, nokuda zvakaipa uye kukara, ndiko kunamata zvifananidzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 3

Maonero Vakorose 3:5 akapoteredza