6 Kutaura kwenyu ngakugare kwakazara nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuitira kuti muzive mapinduriro amunoita vanhu vose.
Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 4
Maonero Vakorose 4:6 akapoteredza