Varoma 1:13 BDMCS

13 Handidi kuti musaziva, hama, kuti ndakaronga kazhinji kuti ndiuye kwamuri (asi ndakatadziswa kuita saizvozvo kusvikira zvino) kuti ndive nezvibereko pakati penyu, sezvandakaita pakati pavamwe vaHedheni.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1

Maonero Varoma 1:13 akapoteredza