Varoma 1:19 BDMCS

19 Nokuti izvo zvose zvingazivikanwa pamusoro paMwari zviri pachena kwavari, nokuti Mwari akazviisa pachena kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1

Maonero Varoma 1:19 akapoteredza