Varoma 1:21 BDMCS

21 Nokuti kunyange zvavo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari kana kumuvonga, asi kufunga kwavo kwakava kusina maturo uye mwoyo yavo isina zivo yakasvibiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1

Maonero Varoma 1:21 akapoteredza