26 Nokuda kwaizvozvo, Mwari akavaisa pakuchiva kwavo kunonyadzisa. Kunyange navakadzi vavo vakashandura zvavakasikirwa kuti vaite, vakaita zvavasina kusikirwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1
Maonero Varoma 1:26 akapoteredza