Varoma 1:29 BDMCS

29 Vakazadzwa nokusarurama kworudzi rwose, kuipa, makaro nokurasika. Vakazara negodo, umhondi, nokukakavara, unyengeri nokuvenga. Vane makuhwa,

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1

Maonero Varoma 1:29 akapoteredza