6 Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga?’ ” (ndiko kuburutsa Kristu)
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 10
Maonero Varoma 10:6 akapoteredza