1 Zvino ndinobvunza ndichiti, “Mwari akarasa vanhu vake here?” Kwete napaduku pose! Nokuti ini pachangu ndiri muIsraeri, chizvarwa chaAbhurahama, ndiri worudzi rwaBhenjamini.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 11
Maonero Varoma 11:1 akapoteredza