Varoma 11:22 BDMCS

22 Naizvozvo nyatsofunga pamusoro pounyoro nokukasharara kwaMwari; kukasharara kuna vakawa, asi unyoro kwauri, kana ukaramba uchifamba muunyoro hwake. Kana zvikasadaro newewo uchatemwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 11

Maonero Varoma 11:22 akapoteredza