Varoma 11:6 BDMCS

6 Uye kana zvava zvenyasha, saka hazvichisiri zvamabasa; kana dai zvaiva zvakadaro, nyasha hadzaizova nyasha.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 11

Maonero Varoma 11:6 akapoteredza