Varoma 12:19 BDMCS

19 Musatsiva, vadikani vangu, asi siyirai kutsamwa kwaMwari mukana, nokuti kwanyorwa kuchinzi, “Kutsiva ndokwangu; ini ndicharipira,” ndizvo zvinotaura Ishe.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 12

Maonero Varoma 12:19 akapoteredza