Varoma 12:8 BDMCS

8 kana kuri kukurudzira, ngaakurudzire; kana kuri kupa kuna vanoshayiwa, ngaape nomwoyo wose; kana kuri kutungamira, ngaabate nokushingaira; kana kuri kunzwira ngoni, ngaaite nomufaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 12

Maonero Varoma 12:8 akapoteredza