Varoma 13:7 BDMCS

7 Ripirai vose vamunofanira kuripira: Kana uri mutero, ripai mutero; kana iri miripo, ngairipwe, kana kuri kutya, kuna vanofanira kutyiwa, kana rwuri rukudzo, kuna vanofanira kukudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 13

Maonero Varoma 13:7 akapoteredza