Varoma 14:20 BDMCS

20 Musaparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvokudya zvose zvakachena, asi hazvina kunaka kuti munhu adye chinhu chipi zvacho chingagumbusa mumwe munhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 14

Maonero Varoma 14:20 akapoteredza