Varoma 14:22 BDMCS

22 Saka zvose zvaunotenda pamusoro pezvinhu izvi ngazvive pakati pako naMwari. Akaropafadzwa munhu asingazvipi mhosva pazvinhu zvaanozvitenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 14

Maonero Varoma 14:22 akapoteredza