Varoma 14:6 BDMCS

6 Uyo anokoshesa zuva rimwe, anozviitira Ishe. Uyo anodya nyama, anodya nokuda kwaShe, nokuti anovonga Mwari; uye naiye anorega kudya, anorega nokuda kwaShe, uye anovonga Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 14

Maonero Varoma 14:6 akapoteredza