Varoma 15:30 BDMCS

30 Ndinokukumbirai zvikuru, hama dzangu, naShe wedu Jesu Kristu uye norudo rwoMweya, kuti murwe pamwe chete neni nokundinyengeterera kuna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 15

Maonero Varoma 15:30 akapoteredza