12 Kwazisai Tirifena naTirifosa, vakadzi vanobata nesimba muna She.Kwazisai mudikani wangu wapamwoyo Perisisi, mumwe mukadzi anobata nesimba muna She.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 16
Maonero Varoma 16:12 akapoteredza