Varoma 2:1 BDMCS

1 Naizvozvo, iwe unotonga mumwe munhu hauna pembedzo, nokuti pachinhu chipi nechipi chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe unotonga, unoita zvinhu zvimwe chetezvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2

Maonero Varoma 2:1 akapoteredza