Varoma 2:17 BDMCS

17 Zvino iwe, kana uchiti uri muJudha; kana uchivimba nomurayiro uye uchizvirumbidza pamusoro poukama hwako naMwari;

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2

Maonero Varoma 2:17 akapoteredza