Varoma 4:11 BDMCS

11 Uye akagamuchira chiratidzo chokudzingiswa, sechisimbiso chokururama kwaakawana nokutenda asati adzingiswa. Saka naizvozvo ndiye baba wavose vanotenda, asi vasina kudzingiswa, kuitira kuti kururama kugopiwa kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 4

Maonero Varoma 4:11 akapoteredza