Varoma 4:13 BDMCS

13 Nokuti Abhurahama nezvizvarwa zvake haana kupiwa chipikirwa chokuti achava mugari wenhaka yenyika, kubudikidza nomurayiro, asi kubudikidza nokururama kunobva pakutenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 4

Maonero Varoma 4:13 akapoteredza