Varoma 5:18 BDMCS

18 Naizvozvo, nokuda kwokudarika kwomunhu mumwe mhosva yakapiwa kuvanhu vose, saka naizvozvowo nokuda kwechiito chimwe chokururama, kushayirwa mhosva kunouyisa upenyu kwakavapo kuvanhu vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 5

Maonero Varoma 5:18 akapoteredza