Varoma 5:5 BDMCS

5 Uye tariro hainyadzisi nokuti Mwari akadurura rudo rwake mumwoyo yedu kubudikidza naMweya Mutsvene, uyo waakatipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 5

Maonero Varoma 5:5 akapoteredza