Varoma 6:22 BDMCS

22 Asi zvino makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vaMwari, zvibereko zvamunokohwa zvinoisa kuutsvene, uye kuguma kwazvo ndihwo upenyu husingaperi muna Kristu Jesu Ishe wedu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 6

Maonero Varoma 6:22 akapoteredza