Varoma 6:4 BDMCS

4 Naizvozvo takavigwa naye kubudikidza nokubhabhatidzwa murufu kuitira kuti, sokumutswa kwakaitwa Kristu kubva kuvakafa nokubwinya kwaBaba, nesuwo tirarame upenyu hutsva.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 6

Maonero Varoma 6:4 akapoteredza