Varoma 7:11 BDMCS

11 Nokuti chivi chichitora mukana wachakawaniswa nomutemo, chakandinyengera, uye kubudikidza nomutemo chikandiuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:11 akapoteredza